Johani 12:35 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 35 Saka Jesu akati kwavari: “Masarirwa nenguva shomanana muchiine chiedza. Fambai muchiine chiedza, kuti rima rirege kukukundai; munhu wese anofamba murima haazivi kwaari kuenda.+ Johani Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 12:35 Jesu—Nzira, p. 242
35 Saka Jesu akati kwavari: “Masarirwa nenguva shomanana muchiine chiedza. Fambai muchiine chiedza, kuti rima rirege kukukundai; munhu wese anofamba murima haazivi kwaari kuenda.+