Johani 15:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Kana mukaramba muri pamwe neni uye mashoko angu akaramba ari mamuri, kumbirai chero chamunoda uye muchachiitirwa.+
7 Kana mukaramba muri pamwe neni uye mashoko angu akaramba ari mamuri, kumbirai chero chamunoda uye muchachiitirwa.+