Johani 20:31 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 Asi izvi zvakanyorwa kuti mutende kuti Jesu ndiye Kristu, Mwanakomana waMwari, uye nekuda kwekutenda, muve neupenyu muzita rake.+
31 Asi izvi zvakanyorwa kuti mutende kuti Jesu ndiye Kristu, Mwanakomana waMwari, uye nekuda kwekutenda, muve neupenyu muzita rake.+