Mabasa 7:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Asi Jakobho akanzwa kuti kuIjipiti kwaiva nezvekudya, akatuma madzitateguru edu kekutanga.+