Mabasa 10:43 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 43 Vaprofita vese vanomupupurira+ kuti munhu wese anotenda maari anoregererwa zvivi muzita rake.”+ Mabasa Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 10:43 Vakabatana, pp. 29-30