-
Mabasa 12:9Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
9 Akabuda, akaramba achiitevera, asi haana kuziva kuti zvaiitwa nengirozi zvakanga zvichinyatsoitika. Iye aitofunga kuti ari kuona chiratidzo.
-