Mabasa 13:36 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 36 Dhavhidhi akaita basa raMwari* muchizvarwa chake, akarara murufu, ndokuvigwa pamwe chete nemadzitateguru ake, uye akaona kuora.+
36 Dhavhidhi akaita basa raMwari* muchizvarwa chake, akarara murufu, ndokuvigwa pamwe chete nemadzitateguru ake, uye akaona kuora.+