Mabasa 13:39 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 39 uye kuti pazvinhu zvese zvamakanga musingakwanisi kunzi hamuna mhosva pazviri neMutemo waMozisi,+ munhu wese anotenda achanzi haana mhosva kuburikidza naiyeye.+
39 uye kuti pazvinhu zvese zvamakanga musingakwanisi kunzi hamuna mhosva pazviri neMutemo waMozisi,+ munhu wese anotenda achanzi haana mhosva kuburikidza naiyeye.+