Mabasa 16:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Pakarepo kudengenyeka kwenyika kukuru kwakaitika zvekuti faundesheni yejeri yakazununguswa. Zvakare, masuo ese akabva angovhurika, uye zvisungo zvevanhu vese zvakasununguka.+
26 Pakarepo kudengenyeka kwenyika kukuru kwakaitika zvekuti faundesheni yejeri yakazununguswa. Zvakare, masuo ese akabva angovhurika, uye zvisungo zvevanhu vese zvakasununguka.+