VaRoma 8:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 nekuti kana muchirarama maererano nenyama, chokwadi muchafa; asi kana mukauraya mabasa emuviri+ muchishandisa mweya, muchararama.+
13 nekuti kana muchirarama maererano nenyama, chokwadi muchafa; asi kana mukauraya mabasa emuviri+ muchishandisa mweya, muchararama.+