VaRoma 9:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Nekuti rugwaro runoti kuna Farao: “Ndaita kuti urambe uchirarama nechikonzero ichi: kuti ndikushandise kuratidza simba rangu uye kuti zita rangu riziviswe panyika yese.”+ VaRoma Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 9:17 “Rugwaro Rwose,” p. 24
17 Nekuti rugwaro runoti kuna Farao: “Ndaita kuti urambe uchirarama nechikonzero ichi: kuti ndikushandise kuratidza simba rangu uye kuti zita rangu riziviswe panyika yese.”+