VaRoma 10:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Kunyange zvakadaro, havasi vese vakateerera mashoko akanaka. Nekuti Isaya anoti: “Jehovha,* ndiani akatenda zvaakanzwa kwatiri?”+ VaRoma Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 10:16 Nharireyomurindi,8/15/2011, p. 11 Uprofita hwaIsaya II, pp. 198-199
16 Kunyange zvakadaro, havasi vese vakateerera mashoko akanaka. Nekuti Isaya anoti: “Jehovha,* ndiani akatenda zvaakanzwa kwatiri?”+