VaRoma 16:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Saka ndinokukurudzirai, hama, kuti mucherechedze vaya vanopesanisa vanhu uye vanoisira vamwe zvinogumbura vachiita zvakasiyana nedzidziso dzamakadzidza, musiyane navo.+ VaRoma Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 16:17 Nharireyomurindi,7/15/2011, p. 1610/1/1988, p. 14 Vazivisi, p. 629
17 Saka ndinokukurudzirai, hama, kuti mucherechedze vaya vanopesanisa vanhu uye vanoisira vamwe zvinogumbura vachiita zvakasiyana nedzidziso dzamakadzidza, musiyane navo.+