1 VaKorinde 8:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 kwatiri kunongova naMwari mumwe chete,+ ivo Baba,+ kunova ndiko kunobva zvinhu zvese, uye isu tiri vake;+ uye kuna Ishe mumwe chete, iye Jesu Kristu, zvinhu zvese zviripo naye,+ nesu tiripo naye. 1 VaKorinde Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 8:6 Utatu, p. 14
6 kwatiri kunongova naMwari mumwe chete,+ ivo Baba,+ kunova ndiko kunobva zvinhu zvese, uye isu tiri vake;+ uye kuna Ishe mumwe chete, iye Jesu Kristu, zvinhu zvese zviripo naye,+ nesu tiripo naye.