2 VaKorinde 1:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Nekuti Mwanakomana waMwari, Jesu Kristu, uyo akaparidzwa pakati penyu kuburikidza nesu, kureva ini naSirivhano* naTimoti,+ haana kuva “hongu” asi panguva imwe chete ari “aiwa,” asi kwaari “hongu” akava “hongu.” 2 VaKorinde Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 1:19 Nharireyomurindi,3/15/2014, p. 31
19 Nekuti Mwanakomana waMwari, Jesu Kristu, uyo akaparidzwa pakati penyu kuburikidza nesu, kureva ini naSirivhano* naTimoti,+ haana kuva “hongu” asi panguva imwe chete ari “aiwa,” asi kwaari “hongu” akava “hongu.”