2 VaKorinde 6:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Uye temberi yaMwari inobvumirana nezvidhori pakudii?+ Nekuti tiri temberi yaMwari mupenyu;+ sekutaura kwakaita Mwari kuti: “Ndichagara pakati pavo+ nekufamba pakati pavo, ndichava Mwari wavo, uye ivo vachava vanhu vangu.”+
16 Uye temberi yaMwari inobvumirana nezvidhori pakudii?+ Nekuti tiri temberi yaMwari mupenyu;+ sekutaura kwakaita Mwari kuti: “Ndichagara pakati pavo+ nekufamba pakati pavo, ndichava Mwari wavo, uye ivo vachava vanhu vangu.”+