VaGaratiya 1:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Iye akazvipa kuti afire zvivi zvedu+ kuti atinunure panguva ino yakaipa*+ maererano nekuda kwaMwari wedu naBaba vedu,+
4 Iye akazvipa kuti afire zvivi zvedu+ kuti atinunure panguva ino yakaipa*+ maererano nekuda kwaMwari wedu naBaba vedu,+