VaGaratiya 3:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Magwaro paakaona kuti Mwari aizoti vanhu vemamwe marudzi vakarurama nekuda kwekutenda, akazivisa mashoko akanaka kuna Abrahamu, ekuti: “Marudzi ese achakomborerwa nekwauri.”+
8 Magwaro paakaona kuti Mwari aizoti vanhu vemamwe marudzi vakarurama nekuda kwekutenda, akazivisa mashoko akanaka kuna Abrahamu, ekuti: “Marudzi ese achakomborerwa nekwauri.”+