VaGaratiya 3:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Kristu akatitenga,+ achitisunungura+ pakutuka kweMutemo nekuva iye akatukwa panzvimbo pedu, nekuti zvakanyorwa kuti: “Munhu wese anoturikwa padanda akatukwa.”+ VaGaratiya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 3:13 Bhaibheri Rinombodzidzisei, p. 205
13 Kristu akatitenga,+ achitisunungura+ pakutuka kweMutemo nekuva iye akatukwa panzvimbo pedu, nekuti zvakanyorwa kuti: “Munhu wese anoturikwa padanda akatukwa.”+