VaGaratiya 3:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Vimbiso idzi dzakataurirwa Abrahamu uye mwana* wake.+ Vimbiso dzacho hadziti, “kuvana* vako,” sekunge kuti vakawanda. Asi dzinoti, “kumwana* wako,” kureva kuti mumwe chete, iye Kristu.+ VaGaratiya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 3:16 “Rugwaro Rwose,” p. 18
16 Vimbiso idzi dzakataurirwa Abrahamu uye mwana* wake.+ Vimbiso dzacho hadziti, “kuvana* vako,” sekunge kuti vakawanda. Asi dzinoti, “kumwana* wako,” kureva kuti mumwe chete, iye Kristu.+