VaGaratiya 6:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 nekuti anodyara achiitira nyama yake achakohwa kuora kunobva panyama yake, asi anodyara achiitira mweya achakohwa upenyu husingaperi hunobva pamweya.+ VaGaratiya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 6:8 Nharireyomurindi,8/15/2008, p. 266/15/1995, p. 316/15/1988, pp. 19-20
8 nekuti anodyara achiitira nyama yake achakohwa kuora kunobva panyama yake, asi anodyara achiitira mweya achakohwa upenyu husingaperi hunobva pamweya.+