VaEfeso 2:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Achishandisa nyama yake akabvisa ruvengo rwaivapo, iwo Mutemo waiumbwa nemirayiro nemirau, kuti aite kuti mapoka acho maviri ari pamwe naye ave munhu mumwe chete mutsva,+ uye kuti aite kuti pave nerugare,
15 Achishandisa nyama yake akabvisa ruvengo rwaivapo, iwo Mutemo waiumbwa nemirayiro nemirau, kuti aite kuti mapoka acho maviri ari pamwe naye ave munhu mumwe chete mutsva,+ uye kuti aite kuti pave nerugare,