VaEfeso 3:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Mune zvimwe zvizvarwa, chakavanzika ichi hachina kuziviswa vanakomana vevanhu sekuzarurwa kwachakaitwa iye zvino nemweya kuvaapostora vake vatsvene nevaprofita,+ VaEfeso Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 3:5 Nharireyomurindi,2/15/2006, p. 19
5 Mune zvimwe zvizvarwa, chakavanzika ichi hachina kuziviswa vanakomana vevanhu sekuzarurwa kwachakaitwa iye zvino nemweya kuvaapostora vake vatsvene nevaprofita,+