2 VaTesaronika 1:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Izvi zvinoratidza kuti Mwari akatonga zvakarurama, uye zvichaita kuti munzi makakodzera kupinda muUmambo hwaMwari, uhwo hwamuri kutambudzikira.+
5 Izvi zvinoratidza kuti Mwari akatonga zvakarurama, uye zvichaita kuti munzi makakodzera kupinda muUmambo hwaMwari, uhwo hwamuri kutambudzikira.+