2 Timoti 2:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 anova ndiwo ari kuita kuti nditambure uye ndisungwe sekunge ndakapara mhosva.+ Kunyange zvakadaro, shoko raMwari harina kusungwa.+
9 anova ndiwo ari kuita kuti nditambure uye ndisungwe sekunge ndakapara mhosva.+ Kunyange zvakadaro, shoko raMwari harina kusungwa.+