-
Tito 1:11Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
11 Vanhu ivava vanofanira kunyararidzwa, nekuti vanoramba vachiparadza dzimba dzese nekudzidzisa zvinhu zvavasingafaniri kudzidzisa, vachizviitira kuti vawane pfuma.
-
-
TitoBhuku Rinobatsira Kutsvakurudza
-
-
w07 10/15 p. 25 ndim. 4
-