VaHebheru 1:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Iye zvino pakuguma kwemazuva ano akataura nesu achishandisa Mwanakomana,+ uyo waakagadza kuti ave mugari wenhaka yezvinhu zvese,+ uye waakashandisa kuita mamiriro ezvinhu epanguva dzakasiyana-siyana.*+ VaHebheru Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 1:2 Nharireyomurindi,6/15/1998, p. 25
2 Iye zvino pakuguma kwemazuva ano akataura nesu achishandisa Mwanakomana,+ uyo waakagadza kuti ave mugari wenhaka yezvinhu zvese,+ uye waakashandisa kuita mamiriro ezvinhu epanguva dzakasiyana-siyana.*+