VaHebheru 6:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Nekuti Mwari paakavimbisa Abrahamu, sezvo pasina mumwe munhu mukuru kwaari waaigona kupika naye, akapika naiye pachake,+
13 Nekuti Mwari paakavimbisa Abrahamu, sezvo pasina mumwe munhu mukuru kwaari waaigona kupika naye, akapika naiye pachake,+