VaHebheru 9:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Tende irori mufananidzo wenguva ino,+ uye zvipo nezvibayiro zvinopiwa maererano neurongwa ihwohwo.+ Asi izvi hazvikwanisi kuita kuti munhu ari kuita basa dzvene ave nehana yakachena zvakakwana.+
9 Tende irori mufananidzo wenguva ino,+ uye zvipo nezvibayiro zvinopiwa maererano neurongwa ihwohwo.+ Asi izvi hazvikwanisi kuita kuti munhu ari kuita basa dzvene ave nehana yakachena zvakakwana.+