VaHebheru 9:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Kudai zvakanga zvakadaro, aizofanira kutambura kakawanda kubvira pakuvambwa kwenyika. Asi iye zvino akazviratidza pachena kamwe chete zvikabva zvakwana, pakuguma kwemamiriro acho ezvinhu* kuti abvise chivi nechibayiro chake pachake.+
26 Kudai zvakanga zvakadaro, aizofanira kutambura kakawanda kubvira pakuvambwa kwenyika. Asi iye zvino akazviratidza pachena kamwe chete zvikabva zvakwana, pakuguma kwemamiriro acho ezvinhu* kuti abvise chivi nechibayiro chake pachake.+