VaHebheru 10:29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 Hamufungi here kuti munhu akatsika-tsika Mwanakomana waMwari, uye anoona ropa resungano+ raakatsveneswa naro serisingakoshi uye anotsamwisa mweya wenyasha nekuuzvidza, anotokodzera chirango chakakura kudarika ipapo?+ VaHebheru Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 10:29 Nharireyomurindi,2/15/1990, p. 23
29 Hamufungi here kuti munhu akatsika-tsika Mwanakomana waMwari, uye anoona ropa resungano+ raakatsveneswa naro serisingakoshi uye anotsamwisa mweya wenyasha nekuuzvidza, anotokodzera chirango chakakura kudarika ipapo?+