VaHebheru 10:36 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 36 Nekuti munofanira kutsungirira,+ kuitira kuti kana maita kuda kwaMwari, mugamuchire zvamakavimbiswa. VaHebheru Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2018 10:36 Nharireyomurindi,6/15/2015, map. 30-31
36 Nekuti munofanira kutsungirira,+ kuitira kuti kana maita kuda kwaMwari, mugamuchire zvamakavimbiswa.