2 Petro 3:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Saka imi vadiwa, zvamunoziva zvinhu izvi zvichaitika, ngwarirai kuti musatsauswa nedzidziso dzenhema dzevanhu ivavo vasingateereri mutemo, mozununguswa pakutenda kwenyu.+ 2 Petro Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 3:17 Nharireyomurindi,7/15/2010, pp. 5-6, 811/15/2008, p. 226/1/1998, p. 69/1/1997, p. 24
17 Saka imi vadiwa, zvamunoziva zvinhu izvi zvichaitika, ngwarirai kuti musatsauswa nedzidziso dzenhema dzevanhu ivavo vasingateereri mutemo, mozununguswa pakutenda kwenyu.+