1 Johani 4:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Hapana munhu akamboona Mwari.+ Kana tikaramba tichidanana, Mwari anoramba ainesu uye tinova nerudo rwake rwakakwana.+
12 Hapana munhu akamboona Mwari.+ Kana tikaramba tichidanana, Mwari anoramba ainesu uye tinova nerudo rwake rwakakwana.+