Zvakazarurwa 11:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Pashure pemazuva matatu nehafu mweya weupenyu wakabva kuna Mwari wakapinda mazviri,+ zvikasimuka zvikamira, uye vaya vakazviona vakatya zvikuru. Zvakazarurwa Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 11:11 Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa,12/2019, p. 3 Kunamata Kwakachena, p. 118 Nharireyomurindi,11/15/2014, p. 30 Zvakazarurwa, pp. 168-170 Vazivisi, p. 77
11 Pashure pemazuva matatu nehafu mweya weupenyu wakabva kuna Mwari wakapinda mazviri,+ zvikasimuka zvikamira, uye vaya vakazviona vakatya zvikuru.
11:11 Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa,12/2019, p. 3 Kunamata Kwakachena, p. 118 Nharireyomurindi,11/15/2014, p. 30 Zvakazarurwa, pp. 168-170 Vazivisi, p. 77