Zvakazarurwa 11:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Zvakanzwa inzwi guru richibva kudenga richiti kwazviri: “Kwirai kuno.” Zvakabva zvakwira kudenga zviri mugore, uye vavengi vazvo vakazviona.* Zvakazarurwa Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 11:12 Zvakazarurwa, pp. 169-170, 199
12 Zvakanzwa inzwi guru richibva kudenga richiti kwazviri: “Kwirai kuno.” Zvakabva zvakwira kudenga zviri mugore, uye vavengi vazvo vakazviona.*