-
Zvakazarurwa 11:13Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
13 Panguva iyoyo pakaitika kudengenyeka kwenyika kukuru, chikamu chimwe chete pazvikamu gumi zveguta chikawa; vanhu 7 000 vakaurayiwa nekudengenyeka kwacho, uye vamwe vese vakatya vakakudza Mwari wekudenga.
-