Zvakazarurwa 11:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Nzvimbo tsvene yetemberi yaMwari iri kudenga yakavhurwa, uye areka yesungano yake yakaonekwa iri munzvimbo tsvene yetemberi yake.+ Uye kwaiva nemheni nemanzwi nemabhanan’ana nekudengenyeka kwenyika nechimvuramabwe chikuru. Zvakazarurwa Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 11:19 Zvakazarurwa, pp. 175-176
19 Nzvimbo tsvene yetemberi yaMwari iri kudenga yakavhurwa, uye areka yesungano yake yakaonekwa iri munzvimbo tsvene yetemberi yake.+ Uye kwaiva nemheni nemanzwi nemabhanan’ana nekudengenyeka kwenyika nechimvuramabwe chikuru.