Zvakazarurwa 12:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Mukadzi wacho akasununguka mwanakomana,+ munhurume, uyo achafudza marudzi ese netsvimbo yesimbi.+ Mwana wake akabva angoendeswa kuna Mwari nekuchigaro chake cheumambo. Zvakazarurwa Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 12:5 Zvakazarurwa, pp. 177, 179-180 Vazivisi, p. 78
5 Mukadzi wacho akasununguka mwanakomana,+ munhurume, uyo achafudza marudzi ese netsvimbo yesimbi.+ Mwana wake akabva angoendeswa kuna Mwari nekuchigaro chake cheumambo.