Zvakazarurwa 13:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Iyo* yakamira pajecha regungwa. Uye ndakaona chikara+ chichibuda mugungwa,+ chiine nyanga gumi nemisoro minomwe; panyanga dzacho paiva nekorona gumi, asi pamisoro yacho pakanga paine mazita ekumhura. Zvakazarurwa Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 13:1 Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa, nyaya 73 Nharireyomurindi,6/15/2012, pp. 8-11, 14-182/15/2009, p. 44/1/2004, p. 4 Zvakazarurwa, pp. 186-190 Vakabatana, p. 63
13 Iyo* yakamira pajecha regungwa. Uye ndakaona chikara+ chichibuda mugungwa,+ chiine nyanga gumi nemisoro minomwe; panyanga dzacho paiva nekorona gumi, asi pamisoro yacho pakanga paine mazita ekumhura.
13:1 Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa, nyaya 73 Nharireyomurindi,6/15/2012, pp. 8-11, 14-182/15/2009, p. 44/1/2004, p. 4 Zvakazarurwa, pp. 186-190 Vakabatana, p. 63