Zvakazarurwa 13:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Chakapiwa muromo waitaura zvinhu zvikuru uye zvekumhura, uye chakapiwa simba kuti chirishandise kwemwedzi 42.+ Zvakazarurwa Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 13:5 Zvakazarurwa, p. 192
5 Chakapiwa muromo waitaura zvinhu zvikuru uye zvekumhura, uye chakapiwa simba kuti chirishandise kwemwedzi 42.+