Zvakazarurwa 13:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Kana paine anofanira kutapwa, achatapwa. Munhu achauraya mumwe nebakatwa,* achaurayiwawo nebakatwa.+ Pano ndipo panoda kuti vatsvene+ vatsungirire+ uye vave nekutenda.+ Zvakazarurwa Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 13:10 Zvakazarurwa, pp. 192-193
10 Kana paine anofanira kutapwa, achatapwa. Munhu achauraya mumwe nebakatwa,* achaurayiwawo nebakatwa.+ Pano ndipo panoda kuti vatsvene+ vatsungirire+ uye vave nekutenda.+