-
Zvakazarurwa 17:12Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
12 “Nyanga gumi dzawaona ndiwo madzimambo gumi asati agamuchira umambo, asi anogamuchira simba rekutonga semadzimambo kweawa imwe chete pamwe chete nechikara.
-