Zvakazarurwa 22:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 uye kana munhu akabvisa chinhu pamashoko ari mugwaro iri reuprofita, Mwari achabvisa mugove wake pazvinhu zvakanyorwa mugwaro iri. Izvi zvinoreva kuti haazomubvumiri kudya michero yemiti yeupenyu+ uye kuva muguta dzvene.+ Zvakazarurwa Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 22:19 Zvakazarurwa, pp. 318-319
19 uye kana munhu akabvisa chinhu pamashoko ari mugwaro iri reuprofita, Mwari achabvisa mugove wake pazvinhu zvakanyorwa mugwaro iri. Izvi zvinoreva kuti haazomubvumiri kudya michero yemiti yeupenyu+ uye kuva muguta dzvene.+