Genesisi 35:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 uye ngatisimukei tiende kuBheteri. Ikoko ndichagadzirira Mwari wechokwadi atari uyo akandipindura pazuva rokutambudzika kwangu+ pakuti akava neni parwendo rwangu rwandakafamba.”+
3 uye ngatisimukei tiende kuBheteri. Ikoko ndichagadzirira Mwari wechokwadi atari uyo akandipindura pazuva rokutambudzika kwangu+ pakuti akava neni parwendo rwangu rwandakafamba.”+