Genesisi 1:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Zvino nyika yakatanga kumera uswa, zvinomera zvinobereka mbeu maererano nemarudzi azvo+ nemiti inobereka michero, mbeu dzayo dziri mukati mayo maererano nemarudzi ayo.+ Mwari akaona kuti zvakanga zvakanaka.
12 Zvino nyika yakatanga kumera uswa, zvinomera zvinobereka mbeu maererano nemarudzi azvo+ nemiti inobereka michero, mbeu dzayo dziri mukati mayo maererano nemarudzi ayo.+ Mwari akaona kuti zvakanga zvakanaka.