Genesisi 12:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Gare gare akabva ipapo akaenda kunzvimbo ine makomo kumabvazuva kweBheteri,+ akadzika tende rake, Bheteri riri kumavirira uye Ai+ riri kumabvazuva. Akabva avakira Jehovha atari ipapo,+ akatanga kudana zita raJehovha.+ Genesisi Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 12:8 Nharireyomurindi,8/15/2001, p. 197/1/1989, p. 20
8 Gare gare akabva ipapo akaenda kunzvimbo ine makomo kumabvazuva kweBheteri,+ akadzika tende rake, Bheteri riri kumavirira uye Ai+ riri kumabvazuva. Akabva avakira Jehovha atari ipapo,+ akatanga kudana zita raJehovha.+