Eksodho 3:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Ndichaburuka kuti ndivanunure pamaoko evaIjipiti+ uye kuti ndivabudise munyika iyoyo kuti ndivaendese kunyika yakanaka uye yakakura, kunyika inoyerera mukaka nouchi,+ kunharaunda yevaKenani nevaHiti nevaAmori nevaPerizi nevaHivhi nevaJebhusi.+ Eksodho Bhuku Rinobatsira Kutsvakurudza 3:8 Jehovha ndiMwari Akaita Sei? lff chidzidzo 7 pfungwa 6 Iva Nehanya Nekuti Vamwe Vanonzwa Sei w19.03 p. 15 ndim. 5
8 Ndichaburuka kuti ndivanunure pamaoko evaIjipiti+ uye kuti ndivabudise munyika iyoyo kuti ndivaendese kunyika yakanaka uye yakakura, kunyika inoyerera mukaka nouchi,+ kunharaunda yevaKenani nevaHiti nevaAmori nevaPerizi nevaHivhi nevaJebhusi.+
3:8 Jehovha ndiMwari Akaita Sei? lff chidzidzo 7 pfungwa 6 Iva Nehanya Nekuti Vamwe Vanonzwa Sei w19.03 p. 15 ndim. 5