Eksodho 3:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Asi mukadzi mumwe nomumwe anofanira kukumbira muvakidzani wake nomukadzi mutorwa ari kugara mumba make zvinhu zvesirivha nezvinhu zvendarama nemajasi, muzvipfekedze vanakomana venyu nevanasikana venyu; mutorere vaIjipiti zvose.”+
22 Asi mukadzi mumwe nomumwe anofanira kukumbira muvakidzani wake nomukadzi mutorwa ari kugara mumba make zvinhu zvesirivha nezvinhu zvendarama nemajasi, muzvipfekedze vanakomana venyu nevanasikana venyu; mutorere vaIjipiti zvose.”+