Eksodho 6:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Naizvozvo Jehovha akati kuna Mosesi: “Zvino uchaona zvandichaitira Farao,+ nokuti achavarega vachienda nokuda kworuoko rune simba uye achavadzinga munyika yake nokuda kworuoko rune simba.”+
6 Naizvozvo Jehovha akati kuna Mosesi: “Zvino uchaona zvandichaitira Farao,+ nokuti achavarega vachienda nokuda kworuoko rune simba uye achavadzinga munyika yake nokuda kworuoko rune simba.”+